Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Eksodho 24:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino Mosesi akauya, akarondedzera kuvanhu mashoko ose aJehovha nezvose zvaakatonga,+ vanhu vose vakapindura nenzwi rimwe chete, vakati: “Tinoda kuita mashoko ose ataurwa naJehovha.”+
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
3 Zvino Mosesi akauya, akarondedzera kuvanhu mashoko ose aJehovha nezvose zvaakatonga,+ vanhu vose vakapindura nenzwi rimwe chete, vakati: “Tinoda kuita mashoko ose ataurwa naJehovha.”+