Dheuteronomi 12:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Mufare pamberi paJehovha Mwari wenyu,+ imi nevanakomana venyu nevanasikana venyu nevarandarume venyu nevarandasikana venyu nomuRevhi ari mukati memagedhi enyu, nokuti haana mugove kana nhaka pamwe chete nemi.+
12 Mufare pamberi paJehovha Mwari wenyu,+ imi nevanakomana venyu nevanasikana venyu nevarandarume venyu nevarandasikana venyu nomuRevhi ari mukati memagedhi enyu, nokuti haana mugove kana nhaka pamwe chete nemi.+