Dheuteronomi 14:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Unofanira kutengawo nemari yacho chero zvose zvingapangwa nomweya wako,+ mombe nemakwai nembudzi newaini nedoro rinodhaka+ nechinhu chero chipi zvacho chingakumbirwa nomweya wako kwauri; uye udyire ipapo pamberi paJehovha Mwari wako, ufare,+ iwe neimba yako. 1 Madzimambo 8:66 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 66 Pazuva rechisere akarega vanhu vachienda;+ uye vakakomborera mambo vakaenda kumisha yavo, vachifara+ uye vaine mwoyo yaifarira+ zvakanaka zvose+ izvo Jehovha akanga aitira mushumiri wake Dhavhidhi nevanhu vake vaIsraeri. Nehemiya 8:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Akati kwavari: “Endai, mudye zvinhu zvakakora, munwe zvinhu zvinotapira, mutumire migove+ yezvokudya kune uyo asina chaagadzirirwa; nokuti zuva rino idzvene kunaShe wedu, musarwadziwa, nokuti mufaro waJehovha ndiyo nhare yenyu.” VaFiripi 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Garai muchifara munaShe.+ Ndinotizve, Farai!+
26 Unofanira kutengawo nemari yacho chero zvose zvingapangwa nomweya wako,+ mombe nemakwai nembudzi newaini nedoro rinodhaka+ nechinhu chero chipi zvacho chingakumbirwa nomweya wako kwauri; uye udyire ipapo pamberi paJehovha Mwari wako, ufare,+ iwe neimba yako.
66 Pazuva rechisere akarega vanhu vachienda;+ uye vakakomborera mambo vakaenda kumisha yavo, vachifara+ uye vaine mwoyo yaifarira+ zvakanaka zvose+ izvo Jehovha akanga aitira mushumiri wake Dhavhidhi nevanhu vake vaIsraeri.
10 Akati kwavari: “Endai, mudye zvinhu zvakakora, munwe zvinhu zvinotapira, mutumire migove+ yezvokudya kune uyo asina chaagadzirirwa; nokuti zuva rino idzvene kunaShe wedu, musarwadziwa, nokuti mufaro waJehovha ndiyo nhare yenyu.”