Dheuteronomi 23:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti Jehovha Mwari wako anofamba-famba mumusasa wako kuti akununure+ uye kuti aise vavengi vako muruoko rwako;+ musasa wako unofanira kuva mutsvene,+ kuti arege kuona chinhu chisina kunaka pauri, akarega kuenda newe.+
14 Nokuti Jehovha Mwari wako anofamba-famba mumusasa wako kuti akununure+ uye kuti aise vavengi vako muruoko rwako;+ musasa wako unofanira kuva mutsvene,+ kuti arege kuona chinhu chisina kunaka pauri, akarega kuenda newe.+