-
Dheuteronomi 30:16Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
16 Kana ukateerera mirayiro yaJehovha Mwari wako, yandiri kukurayira nhasi, kuti ude Jehovha Mwari wako,+ kuti ufambe munzira dzake nokuchengeta mirayiro+ yake nemirau yake nezvaakatonga,+ ucharamba uri mupenyu+ uye uchawanda, uye Jehovha Mwari wako achakukomborera munyika yauri kuenda kunotora kuti ive yako.+
-