2 Samueri 23:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Abhishai+ mwana wababa vaJoabhi mwanakomana waZeruya,+ aiva mukuru wemakumi matatu, uye akavheyesera pfumo rake vanhu mazana matatu akavauraya, uye aiva nomukurumbira wakaita sowevatatu vaya.+
18 Abhishai+ mwana wababa vaJoabhi mwanakomana waZeruya,+ aiva mukuru wemakumi matatu, uye akavheyesera pfumo rake vanhu mazana matatu akavauraya, uye aiva nomukurumbira wakaita sowevatatu vaya.+