-
1 Madzimambo 3:26Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
26 Mukadzi akanga ari muridzi womwanakomana mupenyu akabva ati kuna mambo (nokuti akanzwa kurwadziwa nechomukati make+ pamusoro pomwanakomana wake,+ zvokuti akati): “Pamusoroi,+ ishe wangu! Mupei henyu mwana wacho mupenyu. Musambomuuraya henyu.” Panguva yose iyi uyu mumwe mukadzi akanga achiti: “Haazovi wangu kana wako. Muchekei!”+
-