1 Madzimambo 8:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Teererai kukumbira kunzwirwa nyasha+ kwomushumiri wenyu nokwevanhu venyu vaIsraeri kwavanonyengeterera vakatarira kunzvimbo ino; inzwai muri kunzvimbo yenyu yamunogara, iko kumatenga,+ uye inzwai mukanganwire.+
30 Teererai kukumbira kunzwirwa nyasha+ kwomushumiri wenyu nokwevanhu venyu vaIsraeri kwavanonyengeterera vakatarira kunzvimbo ino; inzwai muri kunzvimbo yenyu yamunogara, iko kumatenga,+ uye inzwai mukanganwire.+