2 Makoronike 6:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Teererai kuteterera kwomushumiri wenyu+ nokwevanhu venyu vaIsraeri pavanonyengetera vakatarira kunzvimbo ino,+ kuti imi munzwe muri kunzvimbo yenyu yamunogara, iko kumatenga;+ uye inzwai mukanganwire.+ Pisarema 33:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Jehovha anotarira ari kumatenga,+Anoona vanakomana vose vevanhu.+
21 Teererai kuteterera kwomushumiri wenyu+ nokwevanhu venyu vaIsraeri pavanonyengetera vakatarira kunzvimbo ino,+ kuti imi munzwe muri kunzvimbo yenyu yamunogara, iko kumatenga;+ uye inzwai mukanganwire.+