24 Josiya akabvisawo masvikiro+ nevafemberi+ neterafimu+ nezvidhori zvaisemesa sendove+ nezvinhu zvose zvinonyangadza+ zvakanga zviri munyika yaJudha nomuJerusarema, kuti aite zvakataurwa nomutemo+ zvakanga zvakanyorwa mubhuku+ rakawanikwa muimba yaJehovha nomupristi Hirikiya.+