Dheuteronomi 18:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 kana munhu anotsinga vamwe nezvitsinga,+ kana anobvunza svikiro,+ kana vafemberi,+ kana anobvunza vakafa.+ 2 Madzimambo 21:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akapinza mwanakomana wake mumoto,+ uye akaita zvemashiripiti,+ akatenda mashura, akagadza masvikiro+ nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji pamberi paJehovha, kuti amugumbure. Isaya 8:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino kana vakati kwamuri: “Bvunzai masvikiro+ kana kuti vafemberi vanorira+ uye vanotaura nemanzwi ari pasi-pasi,” vanhu havafaniri kubvunza Mwari wavo here?+ Vanofanira kubvunza vanhu vakafa nokuda kwevanhu vapenyu here?+ Mabasa 16:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino patakanga tichienda kunzvimbo yokunyengeterera, takasangana nomumwe mushandikadzi akanga aine mudzimu,+ dhimoni rokushopera.+ Aiwanisa vanatenzi vake pfuma zhinji+ nokufembera.
11 kana munhu anotsinga vamwe nezvitsinga,+ kana anobvunza svikiro,+ kana vafemberi,+ kana anobvunza vakafa.+
6 Akapinza mwanakomana wake mumoto,+ uye akaita zvemashiripiti,+ akatenda mashura, akagadza masvikiro+ nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji pamberi paJehovha, kuti amugumbure.
19 Zvino kana vakati kwamuri: “Bvunzai masvikiro+ kana kuti vafemberi vanorira+ uye vanotaura nemanzwi ari pasi-pasi,” vanhu havafaniri kubvunza Mwari wavo here?+ Vanofanira kubvunza vanhu vakafa nokuda kwevanhu vapenyu here?+
16 Zvino patakanga tichienda kunzvimbo yokunyengeterera, takasangana nomumwe mushandikadzi akanga aine mudzimu,+ dhimoni rokushopera.+ Aiwanisa vanatenzi vake pfuma zhinji+ nokufembera.