27 Zvino Ahaziya+ mambo waJudha akazviona, akatiza nenzira yokumunda wamambo.+ (Gare gare Jehu akamutevera akati: “Naiyewo! Mubayei!” Naizvozvo vakamubaya ari mungoro yake panzira inoenda kuGuri, iri pedyo neIbreyamu.+ Iye akaramba achitizira kuMegidho,+ akanofira ikoko.+