Muparidzi 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Usakurumidza kutaura nomuromo wako; uye mwoyo wako+ ngaurege kuchimbidza kubudisa shoko pamberi paMwari wechokwadi.+ Nokuti Mwari wechokwadi ari kumatenga+ asi iwe uri panyika. Ndokusaka mashoko ako achifanira kuva mashoma.+ Muparidzi Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 5:2 Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMuparidzi w06 11/1 p. 14 ndim. 14
2 Usakurumidza kutaura nomuromo wako; uye mwoyo wako+ ngaurege kuchimbidza kubudisa shoko pamberi paMwari wechokwadi.+ Nokuti Mwari wechokwadi ari kumatenga+ asi iwe uri panyika. Ndokusaka mashoko ako achifanira kuva mashoma.+