Isaya 41:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Taurai zvinhu zvichazouya, kuti tizive kuti muri vanamwari.+ Chokwadi itai zvakanaka kana kuti kuita zvakaipa, kuti titarire-tarire tizvione panguva imwe chete.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 41:23 Uprofita hwaIsaya II, pp. 26-28
23 Taurai zvinhu zvichazouya, kuti tizive kuti muri vanamwari.+ Chokwadi itai zvakanaka kana kuti kuita zvakaipa, kuti titarire-tarire tizvione panguva imwe chete.+