Isaya 46:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vanomutakura papfudzi,+ vanoenda naye vomuisa munzvimbo yake kuti amire. Haatsuguduki panzvimbo yake yaanomira.+ Kunyange kana munhu akashevedzera kwaari, iye haapinduri; haaponesi munhu pakutambudzika kwake.+ Jeremiya 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mifananidzo yacho yakafanana nedukununu romumunda wemagaka, uye haigoni kutaura.+ Chokwadi inotakurwa, nokuti haigoni kufamba.+ Musaitya, nokuti haigoni kuita chinhu chinotambudza uyezve, haigoni kuita chero chinhu chipi zvacho chakanaka.”+
7 Vanomutakura papfudzi,+ vanoenda naye vomuisa munzvimbo yake kuti amire. Haatsuguduki panzvimbo yake yaanomira.+ Kunyange kana munhu akashevedzera kwaari, iye haapinduri; haaponesi munhu pakutambudzika kwake.+
5 Mifananidzo yacho yakafanana nedukununu romumunda wemagaka, uye haigoni kutaura.+ Chokwadi inotakurwa, nokuti haigoni kufamba.+ Musaitya, nokuti haigoni kuita chinhu chinotambudza uyezve, haigoni kuita chero chinhu chipi zvacho chakanaka.”+