1 Samueri 12:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Musatsauka kuti mutevere zvinhu zvisiri zvechokwadi+ zvisingabatsiri+ uye zvisinganunuri, nokuti hazvisi zvechokwadi. Pisarema 97:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vose vaya vanoshumira chero mufananidzo upi zvawo wakavezwa ngavanyare,+Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+Mukotamirei, imi mose vanamwari.+ Isaya 41:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Tarirai! Ivo vose chinhu chisipo. Mabasa avo haabatsiri. Mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa imhepo uye haisi yechokwadi.+
21 Musatsauka kuti mutevere zvinhu zvisiri zvechokwadi+ zvisingabatsiri+ uye zvisinganunuri, nokuti hazvisi zvechokwadi.
7 Vose vaya vanoshumira chero mufananidzo upi zvawo wakavezwa ngavanyare,+Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+Mukotamirei, imi mose vanamwari.+
29 Tarirai! Ivo vose chinhu chisipo. Mabasa avo haabatsiri. Mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa imhepo uye haisi yechokwadi.+