Pisarema 97:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vose vaya vanoshumira chero mufananidzo upi zvawo wakavezwa ngavanyare,+Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+Mukotamirei, imi mose vanamwari.+ Jeremiya 51:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vanhu vose vakava vasingafungi kwazvo zvokuti havachazivi.+ Vapfuri vose vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+ nokuti mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa ndeyenhema,+ uye haina simba roupenyu.+
7 Vose vaya vanoshumira chero mufananidzo upi zvawo wakavezwa ngavanyare,+Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+Mukotamirei, imi mose vanamwari.+
17 Vanhu vose vakava vasingafungi kwazvo zvokuti havachazivi.+ Vapfuri vose vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+ nokuti mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa ndeyenhema,+ uye haina simba roupenyu.+