Isaya 44:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako,+ iye Akakuumba mudumbu: “Ini, Jehovha, ndiri kuita zvinhu zvose, ndiri kutatamura matenga+ ndiri ndoga, ndiri kuwaridza nyika.+ Ndiani aiva neni? Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 44:24 Uprofita hwaIsaya II, pp. 70-71
24 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako,+ iye Akakuumba mudumbu: “Ini, Jehovha, ndiri kuita zvinhu zvose, ndiri kutatamura matenga+ ndiri ndoga, ndiri kuwaridza nyika.+ Ndiani aiva neni?