RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 26:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Anotatamura kuchamhembe panzvimbo isina chinhu,+

      Achiturika nyika pasina chinhu;

  • Pisarema 104:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Muchizviputira nechiedza senguo,+

      Muchitatamura matenga sejira retende,+

  • Isaya 40:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Kune Uya agere pamusoro pedenderedzwa renyika,+ vanogara mariri vakaita sehwiza, Iye ari kutatamura matenga somucheka mutetetete, anoatambanudza setende rokugara mariri,+

  • Isaya 45:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Ndini ndakaita nyika+ uye ndakasika munhu ari pairi.+ Ini—maoko angu akatatamura matenga,+ uye ndakarayira uto rawo rose.”+

  • Isaya 51:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndiwe ani kuti ukanganwe Jehovha Muiti wako,+ Iye anotatamura matenga+ nokuvaka nheyo dzenyika,+ zvokuti nguva dzose waiswerotya hasha dzaiye ari kukukomberedza,+ sokunge kuti akagadzirira kukuparadza?+ Dziripi hasha dzaiye ari kukukomberedza?+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe