Ezekieri 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Zvino kana munhu akaipa akatendeuka pazvivi zvake zvose zvaakaita,+ akachengeta mirau yangu yose, oruramisira uye oita zvakarurama,+ chokwadi iye acharamba achirarama. Haazofi.+ Ezekieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 18:21 Nharireyomurindi,7/1/2012, p. 18
21 “‘Zvino kana munhu akaipa akatendeuka pazvivi zvake zvose zvaakaita,+ akachengeta mirau yangu yose, oruramisira uye oita zvakarurama,+ chokwadi iye acharamba achirarama. Haazofi.+