-
Ezekieri 20:8Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
8 “‘“Zvino ivo vakandipandukira,+ havana kubvuma kunditeerera. Mumwe nomumwe haana kurasa zvinhu zvinonyangadza zvakatendeukirwa kwazviri nemaziso ake, havana kusiya zvidhori zvinosemesa sendove zveIjipiti,+ zvokuti ndakapika kuti ndaizovadururira hasha dzangu, kuti ndipedzere kutsamwa kwangu pavari pakati penyika yeIjipiti.+
-