Hosiya 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi ndichanzwira imba yaJudha ngoni,+ ndichavaponesa naJehovha Mwari wavo;+ asi handizovaponesi nouta kana nebakatwa kana nokurwa, nemabhiza kana nevatasvi vemabhiza.”+ Hosiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:7 Nharireyomurindi,9/15/2007, p. 1411/15/2005, p. 18 “Rugwaro Rwose,” p. 145
7 Asi ndichanzwira imba yaJudha ngoni,+ ndichavaponesa naJehovha Mwari wavo;+ asi handizovaponesi nouta kana nebakatwa kana nokurwa, nemabhiza kana nevatasvi vemabhiza.”+