Hosiya 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Asi ini ndini Jehovha Mwari wako kubvira uchiri munyika yeIjipiti,+ kwakanga kusina mumwe Mwari wawaiziva kunze kwangu; uye kwakanga kusina mumwe muponesi kunze kwangu.+
4 “Asi ini ndini Jehovha Mwari wako kubvira uchiri munyika yeIjipiti,+ kwakanga kusina mumwe Mwari wawaiziva kunze kwangu; uye kwakanga kusina mumwe muponesi kunze kwangu.+