Mika 5:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ruoko rwenyu ruchava pamusoro pemhandu dzenyu,+ uye vavengi venyu vose vachaparadzwa.”+ VaRoma 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+ 2 Petro 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo Jehovha anoziva nzira yokununura nayo mumuedzo, vanhu vakazvipira kuna Mwari,+ uye kuchengetera vanhu vasina kururama zuva rokutongwa kuti vaparadzwe,+
5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+
9 Naizvozvo Jehovha anoziva nzira yokununura nayo mumuedzo, vanhu vakazvipira kuna Mwari,+ uye kuchengetera vanhu vasina kururama zuva rokutongwa kuti vaparadzwe,+