Zekariya 1:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ivo vakapindura ngirozi yaJehovha yakanga yakamira pakati pemiti yemikute, vakati: “Takafamba-famba munyika,+ uye tarira! nyika yose yakanyarara uye haina chiri kunetsa.”+ Zekariya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:11 Nharireyomurindi,6/15/1989, p. 30
11 Ivo vakapindura ngirozi yaJehovha yakanga yakamira pakati pemiti yemikute, vakati: “Takafamba-famba munyika,+ uye tarira! nyika yose yakanyarara uye haina chiri kunetsa.”+