Mako 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino kwakanga kwasara mazuva maviri+ kuti paseka+ nomutambo+ wemakeke asina kuviriswa zvisvike. Vapristi vakuru nevanyori vakanga vachitsvaka kuti vangamubata sei vachishandisa zano remanomano kuti vamuuraye;+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:1 Jesu—Nzira, p. 266 Nharireyomurindi,6/1/1990, pp. 8-9
14 Zvino kwakanga kwasara mazuva maviri+ kuti paseka+ nomutambo+ wemakeke asina kuviriswa zvisvike. Vapristi vakuru nevanyori vakanga vachitsvaka kuti vangamubata sei vachishandisa zano remanomano kuti vamuuraye;+