Mako 14:54 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 54 Asi Petro, akamutevera ari kure zvishoma,+ kusvikira muchivanze chomupristi mukuru; uye akanga agere pamwe chete nevashandi vepamba pacho achidziya moto waibvira chaizvo. Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:54 Jesu—Nzira, p. 288 Tevedzera, p. 200 Nharireyomurindi,4/1/2010, pp. 22-2311/15/1990, p. 8
54 Asi Petro, akamutevera ari kure zvishoma,+ kusvikira muchivanze chomupristi mukuru; uye akanga agere pamwe chete nevashandi vepamba pacho achidziya moto waibvira chaizvo.