Ruka 8:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene zvoumambo hwaMwari, asi vamwe vose vanozvipiwa nemifananidzo,+ kuti, kunyange vachitarira, vatarire pasina uye, kunyange vachinzwa, varege kunzwisisa.+
10 Iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene zvoumambo hwaMwari, asi vamwe vose vanozvipiwa nemifananidzo,+ kuti, kunyange vachitarira, vatarire pasina uye, kunyange vachinzwa, varege kunzwisisa.+