Ruka 19:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi vagari vomunyika yake vaimuvenga+ uye vakatuma boka revamiririri kuti rimutevere, kunoti, ‘Munhu uyu hatimudi kuti ave mambo wedu.’+ Ruka Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 19:14 Mufananidzo Wemamaina Gumi jy chits. 100 Muenzanisiro Wepondo w89 10/1 p. 8
14 Asi vagari vomunyika yake vaimuvenga+ uye vakatuma boka revamiririri kuti rimutevere, kunoti, ‘Munhu uyu hatimudi kuti ave mambo wedu.’+