Pisarema 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Madzimambo epanyika anomira+Uye machinda aungana pamwe chete+Kuti varwe naJehovha+ uye kuti varwe nomuzodziwa wake,+ Mateu 23:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 “Jerusarema, Jerusarema, muurayi wevaprofita+ neanotema nematombo+ vakatumwa kwaari,+—ndaiwanzoda sei kuunganidza vana vako, sokuunganidza kunoita huku nhiyo dzayo pasi pemapapiro ayo!+ Asi imi hamuna kuzvida.+
2 Madzimambo epanyika anomira+Uye machinda aungana pamwe chete+Kuti varwe naJehovha+ uye kuti varwe nomuzodziwa wake,+ Mateu 23:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 “Jerusarema, Jerusarema, muurayi wevaprofita+ neanotema nematombo+ vakatumwa kwaari,+—ndaiwanzoda sei kuunganidza vana vako, sokuunganidza kunoita huku nhiyo dzayo pasi pemapapiro ayo!+ Asi imi hamuna kuzvida.+
37 “Jerusarema, Jerusarema, muurayi wevaprofita+ neanotema nematombo+ vakatumwa kwaari,+—ndaiwanzoda sei kuunganidza vana vako, sokuunganidza kunoita huku nhiyo dzayo pasi pemapapiro ayo!+ Asi imi hamuna kuzvida.+