Johani 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Iyeyu akauya kwaari usiku,+ akati kwaari: “Rabhi,+ tinoziva kuti imi somudzidzisi+ makabva kuna Mwari;+ nokuti hapana angagona kuita zviratidzo+ izvi zvamunoita kunze kwokunge Mwari ainaye.”+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:2 Nharireyomurindi,2/1/2002, pp. 9-11
2 Iyeyu akauya kwaari usiku,+ akati kwaari: “Rabhi,+ tinoziva kuti imi somudzidzisi+ makabva kuna Mwari;+ nokuti hapana angagona kuita zviratidzo+ izvi zvamunoita kunze kwokunge Mwari ainaye.”+