Mabasa 23:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Pauro akabva ati kwaari: “Mwari achakurova, iwe madziro akadzururwa nevhu jena.+ Unogara pasi kuti unditonge maererano noMutemo+ asi, uchidarika Mutemo+ wacho, unorayira kuti ndirohwe here?”
3 Pauro akabva ati kwaari: “Mwari achakurova, iwe madziro akadzururwa nevhu jena.+ Unogara pasi kuti unditonge maererano noMutemo+ asi, uchidarika Mutemo+ wacho, unorayira kuti ndirohwe here?”