1 VaKorinde 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 basa romumwe nomumwe richaiswa pachena, nokuti zuva racho richariratidza, nokuti richaratidzwa nomoto;+ uye moto ucharatidza kuti basa romumwe nomumwe nderorudzii. 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:13 Nharireyomurindi,7/15/1999, pp. 12-1312/15/1998, p. 3011/1/1998, pp. 10-117/1/1991, p. 27
13 basa romumwe nomumwe richaiswa pachena, nokuti zuva racho richariratidza, nokuti richaratidzwa nomoto;+ uye moto ucharatidza kuti basa romumwe nomumwe nderorudzii.