1 VaKorinde 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+ 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:9 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 31 Nharireyomurindi,5/1/2008, pp. 21-22
9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+