1 VaKorinde 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kapu+ yokukomborera yatinokomborera, hairevi kugoverana muropa raKristu here? Chingwa chatinomedura,+ hachirevi kugoverana mumuviri waKristu here?+ 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 10:16 Kuunganidza Zvinhu Zviri Kudenga uye Zvinhu Zviri Panyika w06 2/15 pp. 23-24 ndim. 10-12
16 Kapu+ yokukomborera yatinokomborera, hairevi kugoverana muropa raKristu here? Chingwa chatinomedura,+ hachirevi kugoverana mumuviri waKristu here?+