VaGaratiya 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino Rugwaro, ruchifanoona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nokuda kwokutenda, rwakafanozivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, okuti: “Marudzi ose achakomborerwa nokwauri.”+ VaGaratiya Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 3:8 Icho Mwari Akapikira Kuitira Vanhu—Zvino Chava Pedyo! ws chits. 10 ndim. 12-14
8 Zvino Rugwaro, ruchifanoona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nokuda kwokutenda, rwakafanozivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, okuti: “Marudzi ose achakomborerwa nokwauri.”+