VaGaratiya 5:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Imi makaparadzaniswa naKristu, pasinei hapo nokuti muri vanaani, imi munoedza kunzi makarurama pachishandiswa mutemo;+ mabva pamutsa wake usina kukodzera kuwanwa.+ VaGaratiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:4 Vakabatana, pp. 148-149
4 Imi makaparadzaniswa naKristu, pasinei hapo nokuti muri vanaani, imi munoedza kunzi makarurama pachishandiswa mutemo;+ mabva pamutsa wake usina kukodzera kuwanwa.+