VaGaratiya 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka, VaGaratiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:20 Mukai!,6/8/1997, p. 13 Kukurukurirana, p. 432 Midzimu Isingaoneki, p. 32
20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka,