Zvakazarurwa 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Nyorera ngirozi+ yeungano iri muSadhisi kuti: Izvi ndizvo zvinhu zvinotaura iye ane midzimu minomwe+ yaMwari nenyeredzi nomwe+ kuti, ‘Ndinoziva mabasa ako, kuti une zita rokuti uri mupenyu, asi iwe wakafa.+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:1 Nharireyomurindi,1/15/2009, p. 305/15/2003, pp. 16-17 Zvakazarurwa, pp. 30, 54-55
3 “Nyorera ngirozi+ yeungano iri muSadhisi kuti: Izvi ndizvo zvinhu zvinotaura iye ane midzimu minomwe+ yaMwari nenyeredzi nomwe+ kuti, ‘Ndinoziva mabasa ako, kuti une zita rokuti uri mupenyu, asi iwe wakafa.+