Mapisarema
Rwiyo Rwekukwidza. RwaDhavhidhi.
131 Haiwa Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi,
Maziso angu haana manyawi;+
Handina shungu nezvinhu zvikurukuru,+
Kana zvinhu zvandisingakwanisi.
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.
Rwiyo Rwekukwidza. RwaDhavhidhi.
131 Haiwa Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi,
Maziso angu haana manyawi;+
Handina shungu nezvinhu zvikurukuru,+
Kana zvinhu zvandisingakwanisi.