RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 10
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Samueri 10:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:38; Vat 10:7; 11:12, 33; 1Sa 11:1
  • +1Mak 19:1

2 Samueri 10:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 19:2
  • +2Sa 2:5

2 Samueri 10:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 42:9; Nu 13:2; Jos 2:1
  • +1Mak 19:3

2 Samueri 10:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:27
  • +1Mak 19:4

2 Samueri 10:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 6:24; 18:21; 1Mak 19:5

2 Samueri 10:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 34:30; Eks 5:21; 1Sa 13:4; 27:12
  • +Nu 13:21
  • +2Sa 8:5; 1Mak 19:6
  • +Jos 13:13; 1Mak 19:7

2 Samueri 10:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:8; 1Mak 19:8

2 Samueri 10:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 13:21
  • +1Mak 19:9

2 Samueri 10:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 19:10

2 Samueri 10:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 26:6; 2Sa 2:18; 23:18; 1Mak 2:16
  • +Ge 19:38; Nu 21:24; 1Mak 19:11

2 Samueri 10:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 19:12; Zvi 20:18

2 Samueri 10:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:6; 2Mak 32:7
  • +1Mak 19:13
  • +1Sa 3:18; 14:6; 2Sa 15:26; Pis 37:5; 44:5; Zvi 29:25

2 Samueri 10:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 19:14

2 Samueri 10:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 19:15
  • +2Sa 5:5

2 Samueri 10:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:3
  • +Ge 15:18; Eks 23:31; Dhe 11:24; 2Sa 8:5; 1Mad 4:21; Pis 72:8
  • +1Mak 19:16

2 Samueri 10:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 19:17

2 Samueri 10:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:4
  • +Dhe 20:1; Pis 18:38
  • +1Mak 19:18

2 Samueri 10:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 10:6
  • +Pis 18:37
  • +Ge 15:18; Dhe 20:11; Jos 1:4
  • +1Mak 19:19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Sam. 10:1Ge 19:38; Vat 10:7; 11:12, 33; 1Sa 11:1
2 Sam. 10:11Mak 19:1
2 Sam. 10:21Mak 19:2
2 Sam. 10:22Sa 2:5
2 Sam. 10:3Ge 42:9; Nu 13:2; Jos 2:1
2 Sam. 10:31Mak 19:3
2 Sam. 10:4Re 19:27
2 Sam. 10:41Mak 19:4
2 Sam. 10:5Jos 6:24; 18:21; 1Mak 19:5
2 Sam. 10:6Ge 34:30; Eks 5:21; 1Sa 13:4; 27:12
2 Sam. 10:6Nu 13:21
2 Sam. 10:62Sa 8:5; 1Mak 19:6
2 Sam. 10:6Jos 13:13; 1Mak 19:7
2 Sam. 10:72Sa 23:8; 1Mak 19:8
2 Sam. 10:8Nu 13:21
2 Sam. 10:81Mak 19:9
2 Sam. 10:91Mak 19:10
2 Sam. 10:101Sa 26:6; 2Sa 2:18; 23:18; 1Mak 2:16
2 Sam. 10:10Ge 19:38; Nu 21:24; 1Mak 19:11
2 Sam. 10:111Mak 19:12; Zvi 20:18
2 Sam. 10:12Dhe 31:6; 2Mak 32:7
2 Sam. 10:121Mak 19:13
2 Sam. 10:121Sa 3:18; 14:6; 2Sa 15:26; Pis 37:5; 44:5; Zvi 29:25
2 Sam. 10:131Mak 19:14
2 Sam. 10:141Mak 19:15
2 Sam. 10:142Sa 5:5
2 Sam. 10:162Sa 8:3
2 Sam. 10:16Ge 15:18; Eks 23:31; Dhe 11:24; 2Sa 8:5; 1Mad 4:21; Pis 72:8
2 Sam. 10:161Mak 19:16
2 Sam. 10:171Mak 19:17
2 Sam. 10:182Sa 8:4
2 Sam. 10:18Dhe 20:1; Pis 18:38
2 Sam. 10:181Mak 19:18
2 Sam. 10:192Sa 10:6
2 Sam. 10:19Pis 18:37
2 Sam. 10:19Ge 15:18; Dhe 20:11; Jos 1:4
2 Sam. 10:191Mak 19:19
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Samueri 10:1-19

2 Samueri

10 Zvino pashure paizvozvo mambo wevanakomana vaAmoni+ akafa, mwanakomana wake Hanuni akatanga kutonga panzvimbo pake.+ 2 Dhavhidhi akabva ati: “Ndichaitira Hanuni mwanakomana waNahashi mutsa worudo, baba vake zvavakandiitira mutsa worudo.”+ Naizvozvo Dhavhidhi akatumira shoko nevashandi vake+ kuti vanomunyaradza pamusoro pababa vake, vashandi vaDhavhidhi vakasvika munyika yevanakomana vaAmoni. 3 Asi machinda evanakomana vaAmoni akati kuna Hanuni ishe wavo: “Munofunga kuti Dhavhidhi ari kukudza baba venyu zvaakutumirai vanyaradzi here? Dhavhidhi haana kukutumirai vashandi vake kuti vazoongorora nokusora+ guta kuti variparadze here?”+ 4 Naizvozvo Hanuni akatora vashandi vaDhavhidhi, akaveura hafu yendebvu dzavo,+ akacheka nguo dzavo nepakati kusvikira pamagaro avo, akavadzinga.+ 5 Gare gare vanhu vakazviudza Dhavhidhi, akabva angotumira vanhu kunovachingura, nokuti varume vacho vakanga vava kunyara kwazvo; mambo akati: “Garai muJeriko+ kusvikira ndebvu dzenyu dzakura kwazvo, mozodzoka henyu.”

6 Kwapera nguva yakati, vanakomana vaAmoni vakaona kuti vakanga vava kuvengwa kwazvo+ naDhavhidhi, vanakomana vaAmoni vakatumira nhume, vakabhadhara vaSiriya vokuBheti-rehobhu+ nevaSiriya vokuZobha,+ varume zviuru makumi maviri vaifamba netsoka, namambo weMaaka,+ varume chiuru, naIshtobhu, varume zviuru gumi nezviviri. 7 Dhavhidhi paakanzwa nezvazvo, akabva atuma Joabhi neuto rose nevarume vaiva nesimba.+ 8 Vanakomana vaAmoni vakabuda, vakagadzirira kurwa panopindwa napo pagedhi, uyewo vaSiriya vokuZobha nevokuRehobhu,+ naIshtobhu naMaaka vakagadzirira kurwa vari voga musango.+

9 Joabhi paakaona kuti mauto akanga ava kurwisana naye mberi neshure, akabva angosarudza vamwe pavarume vose vakanga vakasarudzwa+ pakati paIsraeri, akaita kuti vagadzirire kusangana nevaSiriya. 10 Akaita kuti Abhishai+ mwana wababa vake atarisire vamwe vanhu vose, kuti aite kuti vagadzirire kusangana nevanakomana vaAmoni.+ 11 Iye akati: “Kana vaSiriya vakandikunda, iwe undiponese; asi kana vanakomana vaAmoni vakakukunda, ndichauyawo kuzokuponesa.+ 12 Simba, kuti tiratidze kuti takashinga+ nokuda kwevanhu vedu uye nokuda kwemaguta aMwari wedu;+ uye Jehovha achaita zvakamunakira.”+

13 Joabhi nevanhu vaaiva navo vakabva vaswedera kuzorwa nevaSiriya, ivo vakamutiza.+ 14 Vanakomana vaAmoni vakaona kuti vaSiriya vakanga vatiza, ivo vakatizawo Abhishai vakapinda muguta.+ Pashure paizvozvo Joabhi akadzoka kubva kuvanakomana vaAmoni, akasvika kuJerusarema.+

15 VaSiriya pavakaona kuti vakanga vakundwa nevaIsraeri, vakaungana. 16 Naizvozvo Hadhadhezeri+ akatuma nhume, dzikatora vaSiriya vaiva munzvimbo yoRwizi;+ vakabva vasvika kuHeramu, vachitungamirirwa naShobhaki+ mukuru weuto raHadhadhezeri.

17 Dhavhidhi paakazviudzwa, akabva aunganidza vaIsraeri vose, akayambuka Jodhani, akasvika kuHeramu. Zvino vaSiriya vakagadzirira kuti vasangane naDhavhidhi, vakatanga kurwisana naye.+ 18 VaSiriya vakatiza+ vaIsraeri; Dhavhidhi akauraya vatyairi vengoro+ mazana manomwe nevatasvi vemabhiza zviuru makumi mana pavaSiriya, akabaya Shobhaki mukuru weuto ravo zvokuti akafira ipapo.+ 19 Madzimambo ose,+ ivo vashandi vaHadhadhezeri, pavakaona kuti vakanga vakundwa nevaIsraeri,+ vakakurumidza kutsvaka rugare nevaIsraeri, vakatanga kuvashandira;+ uye vaSiriya vakanga vava kutya kuedzazve kuponesa vanakomana vaAmoni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe