2 Samueri 16:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Abhishai mwanakomana waZeruya+ akazoti kuna mambo: “Imbwa+ iyi yakafa ingatukireiko ishe wangu mambo?+ Ndapota, regai ndiende ikoko, ndigure musoro wake.”+ 2 Samueri 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Dhavhidhi akabva ati kuna Abhishai:+ “Zvino Shebha+ mwanakomana waBhikri achava akaipa zvikuru kwatiri kupfuura Absaromu.+ Iwe tora vashandi+ vashe wako mumudzingirire, kuti asawana maguta akavakirirwa, akapukunyuka tichizviona.” 2 Samueri 21:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Abhishai+ mwanakomana waZeruya akabva abatsira+ Dhavhidhi, akawisira muFiristiya wacho pasi, akamuuraya. Panguva iyoyo varume vaDhavhidhi vakamupikira, vachiti: “Hamufaniri kuendazve nesu kuhondo,+ kuti musadzima+ rambi+ raIsraeri!” 2 Samueri 23:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Abhishai+ mwana wababa vaJoabhi mwanakomana waZeruya,+ aiva mukuru wemakumi matatu, uye akavheyesera pfumo rake vanhu mazana matatu akavauraya, uye aiva nomukurumbira wakaita sowevatatu vaya.+ 1 Makoronike 18:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Abhishai+ mwanakomana waZeruya,+ akauraya vaEdhomu muMupata woMunyu,+ zviuru gumi nezvisere.
9 Abhishai mwanakomana waZeruya+ akazoti kuna mambo: “Imbwa+ iyi yakafa ingatukireiko ishe wangu mambo?+ Ndapota, regai ndiende ikoko, ndigure musoro wake.”+
6 Dhavhidhi akabva ati kuna Abhishai:+ “Zvino Shebha+ mwanakomana waBhikri achava akaipa zvikuru kwatiri kupfuura Absaromu.+ Iwe tora vashandi+ vashe wako mumudzingirire, kuti asawana maguta akavakirirwa, akapukunyuka tichizviona.”
17 Abhishai+ mwanakomana waZeruya akabva abatsira+ Dhavhidhi, akawisira muFiristiya wacho pasi, akamuuraya. Panguva iyoyo varume vaDhavhidhi vakamupikira, vachiti: “Hamufaniri kuendazve nesu kuhondo,+ kuti musadzima+ rambi+ raIsraeri!”
18 Abhishai+ mwana wababa vaJoabhi mwanakomana waZeruya,+ aiva mukuru wemakumi matatu, uye akavheyesera pfumo rake vanhu mazana matatu akavauraya, uye aiva nomukurumbira wakaita sowevatatu vaya.+