2 Makoronike 24:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo akaunganidza vapristi+ nevaRevhi, akati kwavari: “Endai kumaguta aJudha muunganidze mari kubva kuvaIsraeri vose yokugadzirisa+ imba yaMwari wenyu gore negore;+ uye imi mukurumidzire nyaya iyi.” Asi vaRevhi havana kukurumidza.+
5 Naizvozvo akaunganidza vapristi+ nevaRevhi, akati kwavari: “Endai kumaguta aJudha muunganidze mari kubva kuvaIsraeri vose yokugadzirisa+ imba yaMwari wenyu gore negore;+ uye imi mukurumidzire nyaya iyi.” Asi vaRevhi havana kukurumidza.+