Genesisi 20:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Abrahamu akatamisa musasa kubva ipapo,+ akaenda kunyika yeNegebhu, akagara pakati peKadheshi+ neShuri+ uye achigara ari mutorwa paGerari.+ VaHebheru 11:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokutenda akagara ari mutorwa munyika yechipikirwa,+ somunyika isiri yake, akagara mumatende+ pamwe chete naIsaka+ naJakobho,+ vagari venhaka yechipikirwa ichocho pamwe chete naye.+
20 Zvino Abrahamu akatamisa musasa kubva ipapo,+ akaenda kunyika yeNegebhu, akagara pakati peKadheshi+ neShuri+ uye achigara ari mutorwa paGerari.+
9 Nokutenda akagara ari mutorwa munyika yechipikirwa,+ somunyika isiri yake, akagara mumatende+ pamwe chete naIsaka+ naJakobho,+ vagari venhaka yechipikirwa ichocho pamwe chete naye.+