Genesisi 17:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndichaita kuti ubereke kwazvo, ndichakuita kuti uve marudzi, uye madzimambo achabuda mauri.+ Genesisi 26:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+ Genesisi 28:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uye tarira! Jehovha akanga akamira pamusoro pao, akati:+ “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichakupa iwe nevana* vako nyika yaurere pairi.+
3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+
13 Uye tarira! Jehovha akanga akamira pamusoro pao, akati:+ “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichakupa iwe nevana* vako nyika yaurere pairi.+