Genesisi 24:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvino Abrahamu akanga akwegura, ava nemakore mazhinji; uye Jehovha akanga akomborera Abrahamu pazvinhu zvose.+ Jobho 42:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jehovha akazokomborera+ makore okupedzisira aJobho kupfuura okutanga,+ zvokuti akava nemakwai zviuru gumi nezvina nengamera zviuru zvitanhatu nezvipani zvemombe chiuru nembongoro hadzi chiuru. Pisarema 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ruponeso ndorwaJehovha.+Chikomborero chenyu chiri pavanhu venyu.+ Sera. Pisarema 67:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nyika ichabereka zvibereko zvayo;+Mwari, iye Mwari wedu, achatikomborera.+ Zvirevo 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Chikomborero chaJehovha—ndicho chinopfumisa,+ uye haawedzeri kurwadziwa pamwe chete nacho.+ VaHebheru 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Somuenzaniso, ivhu rinonwa mvura inowanzonaya pariri, richibva rabudisa zvinomera zvakakodzera vaya vazvinorimirwa,+ rinowanawo chikomborero chinobva kuna Mwari.
24 Zvino Abrahamu akanga akwegura, ava nemakore mazhinji; uye Jehovha akanga akomborera Abrahamu pazvinhu zvose.+
12 Jehovha akazokomborera+ makore okupedzisira aJobho kupfuura okutanga,+ zvokuti akava nemakwai zviuru gumi nezvina nengamera zviuru zvitanhatu nezvipani zvemombe chiuru nembongoro hadzi chiuru.
7 Somuenzaniso, ivhu rinonwa mvura inowanzonaya pariri, richibva rabudisa zvinomera zvakakodzera vaya vazvinorimirwa,+ rinowanawo chikomborero chinobva kuna Mwari.