RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 27:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 Asi Isaka akapindura Isau akati: “Tarira ndamugadza kuti ave tenzi wako,+ ndamupa hama dzake dzose kuti dzive vashandi,+ ndamupa zviyo newaini itsva kuti zvimutsigire,+ uye chimwe chinhu chandingakuitira chiripi, mwanakomana wangu?”

  • Dheuteronomi 7:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Achakuda, okukomborera,+ oita kuti uwande,+ okomborera zvibereko zvedumbu rako+ nezvibereko zvevhu rako,+ zviyo zvako newaini yako itsva nemafuta ako, mhuru dzemombe dzako nemakwayana emakwai ako,+ paivhu raakapikira madzitateguru ako kuti achakupa.+

  • 2 Madzimambo 18:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 kusvikira ndauya ndokuendesai kunyika yakaita senyika yenyu,+ nyika ine zviyo newaini itsva, nyika ine zvokudya+ neminda yemizambiringa,+ nyika yemiti yemiorivhi yemafuta nouchi;+ murambe muri vapenyu kuti murege kufa. Musateerera Hezekiya, nokuti anokufurirai achiti, ‘Jehovha achatinunura.’+

  • Pisarema 104:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Newaini inoita kuti mwoyo womunhuwo zvake ufare,+

      Kuti apenyese chiso nemafuta,+

      Nechingwa chinotsigira mwoyo womunhuwo zvake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe