Genesisi 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino makwenzi omusango akanga achigere kuvapo panyika uye zvinomera zvomusango zvakanga zvichigere kumera, nokuti Jehovha Mwari akanga asati anayisa mvura+ panyika uye pakanga pasina munhu wokuti arime nyika. Genesisi 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Uchadya zvokudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nokuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+
5 Zvino makwenzi omusango akanga achigere kuvapo panyika uye zvinomera zvomusango zvakanga zvichigere kumera, nokuti Jehovha Mwari akanga asati anayisa mvura+ panyika uye pakanga pasina munhu wokuti arime nyika.
19 Uchadya zvokudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nokuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+