Genesisi 40:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ivo vakati kwaari: “Tarota hope, asi hatina mududziri.” Naizvozvo Josefa akati kwavari: “Kududzira hakusi kwaMwari here?+ Ndapota, rondedzerai hope dzacho kwandiri.” Dhanieri 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Haiwa Mwari wemadzitateguru angu, ndinokurumbidzai nokukuongai,+ nokuti makandipa uchenjeri+ nesimba. Zvino mandizivisa zvatakakumbira kwamuri, nokuti matizivisa nyaya yamambo.”+ Dhanieri 2:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Asi kuna Mwari ari kumatenga, Muzivisi wezvinhu zvakavanzika,+ uye aita kuti Mambo Nebhukadhinezari azive zvichazoitika mumazuva okupedzisira.+ Hope dzenyu nezvamakaratidzwa mumusoro menyu muri pamubhedha wenyu ndeizvi:
8 Ivo vakati kwaari: “Tarota hope, asi hatina mududziri.” Naizvozvo Josefa akati kwavari: “Kududzira hakusi kwaMwari here?+ Ndapota, rondedzerai hope dzacho kwandiri.”
23 Haiwa Mwari wemadzitateguru angu, ndinokurumbidzai nokukuongai,+ nokuti makandipa uchenjeri+ nesimba. Zvino mandizivisa zvatakakumbira kwamuri, nokuti matizivisa nyaya yamambo.”+
28 Asi kuna Mwari ari kumatenga, Muzivisi wezvinhu zvakavanzika,+ uye aita kuti Mambo Nebhukadhinezari azive zvichazoitika mumazuva okupedzisira.+ Hope dzenyu nezvamakaratidzwa mumusoro menyu muri pamubhedha wenyu ndeizvi: