Genesisi 37:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvino varume, vatengesi vechiMidhiyani,+ vakapfuura. Nokudaro vakakweva Josefa vakamubudisa mugomba remvura,+ vakabva vatengesa Josefa kuvaIshmaeri nemasirivha makumi maviri.+ Ivava vakazoenda naJosefa kuIjipiti. Genesisi 37:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vanakomana vake vose nevanasikana vake vose vakaramba vachisimuka kuti vamunyaradze,+ asi haana kubvuma kunyaradzwa achiti:+ “Nokuti ndichaburukira kumwanakomana wangu muSheori ndichichema!” Baba vake vakaramba vachimuchema. Genesisi 42:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo akabva kwavari akatanga kusvimha misodzi.+ Akabva adzoka kwavari, akataura navo, akatora Simiyoni+ kwavari akamusunga vachizviona.+
28 Zvino varume, vatengesi vechiMidhiyani,+ vakapfuura. Nokudaro vakakweva Josefa vakamubudisa mugomba remvura,+ vakabva vatengesa Josefa kuvaIshmaeri nemasirivha makumi maviri.+ Ivava vakazoenda naJosefa kuIjipiti.
35 Vanakomana vake vose nevanasikana vake vose vakaramba vachisimuka kuti vamunyaradze,+ asi haana kubvuma kunyaradzwa achiti:+ “Nokuti ndichaburukira kumwanakomana wangu muSheori ndichichema!” Baba vake vakaramba vachimuchema.
24 Naizvozvo akabva kwavari akatanga kusvimha misodzi.+ Akabva adzoka kwavari, akataura navo, akatora Simiyoni+ kwavari akamusunga vachizviona.+